2 Makoronike 31:10 BDMCS

10 Azaria muprista mukuru kubva kuimba yaZadhoki akapindura achiti, “Kubva zvakatanga vanhu kuuyisa zvipo zvavo kutemberi yaJehovha, takawana zvokudya zvakatiringana, nezvizhinji zvaisara, nokuti Jehovha akaropafadza vanhu vake, uye izvi zvizhinji ndizvo zvakasara.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 31

Maonero 2 Makoronike 31:10 akapoteredza