2 Makoronike 5:10 BDMCS

10 Muareka makanga musina chinhu kunze kwamahwendefa maviri akanga aiswamo naMozisi paHorebhi, Jehovha pavakaita sungano neIsraeri mushure mokunge vabuda muIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 5

Maonero 2 Makoronike 5:10 akapoteredza