2 Makoronike 5:9 BDMCS

9 Matanda aya akanga akareba zvokuti miromo yawo, kubva paareka, aigona kuonekwa kubva nechemberi kwomukati menzvimbo tsvene, asi kwete uri kunze kweNzvimbo Tsvene. Uye achiripo nanhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 5

Maonero 2 Makoronike 5:9 akapoteredza