2 Makoronike 6:21 BDMCS

21 Inzwai mikumbiro yomuranda wenyu neyavanhu venyu Israeri pavanenge vachinyengetera vakatarisa kunzvimbo ino. Inzwai kubva kudenga kwamunogara uye kana manzwa muregerere.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:21 akapoteredza