2 Makoronike 6:22 BDMCS

22 “Kana munhu akatadzira muvakidzani wake uye kana akanzi aite mhiko uye kana akauya akazopika mhiko pamberi pearitari yenyu mutemberi ino,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:22 akapoteredza