2 Makoronike 6:26 BDMCS

26 “Kana matenga akazarirwa uye kukasanaya mvura nokuti vanhu venyu vakutadzirai uye kana vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino vakapupura zita renyu uye vakatendeuka kubva muchivi chavo nokuti imi mavarwadzisa,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:26 akapoteredza