2 Makoronike 6:27 BDMCS

27 ipapo inzwai kubva kudenga muregerere chivi chavaranda venyu, vanhu venyu Israeri. Vadzidzisei nzira kwayo yokururama, uye tumirai mvura inaye panyika yamakapa vanhu venyu senhaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:27 akapoteredza