2 Makoronike 6:37 BDMCS

37 uye kana vakashandura mwoyo vari kunyika yavanenge vari nhapwa, vakatendeuka vakakumbira kwamuri vari munyika youtapwa vakati, ‘Takatadza, takakanganisa uye takaita zvakaipa,’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:37 akapoteredza