2 Makoronike 6:38 BDMCS

38 uye kana vakadzokerazve kwamuri nomwoyo wavo wose, nomweya wose munyika youtapwa kwavakaendeswa, uye vakanyengetera vakatarisa kunyika yamakapa madzibaba avo, vakatarisa kuguta ramakasarudza uye vakatarisa kutemberi yandakavakira Zita renyu;

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:38 akapoteredza