2 Makoronike 6:39 BDMCS

39 ipapo kubva kudenga, kwamunogara, inzwai munyengetero wavo nemikumbiro yavo uye muvatsigire muvakundise pamhaka yavo. Uye muregerere vanhu venyu vanenge vakutadzirai.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:39 akapoteredza