13 Kana ndikapfiga matenga kukasava nemvura inonaya, kana kuti ndikarayira mhashu kuti dziparadze nyika kana kuti ndikatuma denda pakati pavanhu vangu,
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 7
Maonero 2 Makoronike 7:13 akapoteredza