2 Makoronike 7:14 BDMCS

14 kana vanhu vangu vanodaidzwa nezita rangu, vakazvininipisa, vakanyengetera vakatsvaga chiso changu, vakatendeuka kubva panzira dzavo dzakaipa, ipapo ndichavanzwa kubva kudenga uye ndicharegerera chivi chavo uye ndichaporesa nyika yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 7

Maonero 2 Makoronike 7:14 akapoteredza