2 Makoronike 9:11 BDMCS

11 Mambo akashandisa matanda emiarigumi kugadzira zvikwiriso zvetemberi yaJehovha nezvemuzinda wamambo, uye kugadzirisa mbira nemitengeranwa yavaimbi. Hapana zvakaita sezvizvi zvakanga zvatomboonekwa muJudha).

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 9

Maonero 2 Makoronike 9:11 akapoteredza