2 Makoronike 9:12 BDMCS

12 Mambo Soromoni akapa mambokadzi weShebha zvose zvaaida nezvaakakumbira; akamupa zvakawanda kupfuura zvaakauya nazvo kwaari. Ipapo akabva adzokera navaranda vake kunyika yake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 9

Maonero 2 Makoronike 9:12 akapoteredza