13 Uremu hwegoridhe raipiwa Soromoni hwaisvika matarenda mazana matanhatu namakumi matanhatu ane matanhatub pagore roga roga,
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 9
Maonero 2 Makoronike 9:13 akapoteredza