2 Samueri 10:19 BDMCS

19 Madzimambo ose akanga ari varanda vaHadhadhezari akati aona kuti akundwa navaIsraeri, akayanana navaIsraeri uye akava pasi pavo. Saka vaAramu vakatya kubatsira vaAmoni zvakare.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10

Maonero 2 Samueri 10:19 akapoteredza