9 Joabhu akaoona kuti akanga akombwa navarwi mberi neshure; naizvozvo akasarudza dzimwe mhare dzavaIsraeri ndokuvaendesa kundorwisa vaAramu.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10
Maonero 2 Samueri 10:9 akapoteredza