2 Samueri 11:27 BDMCS

27 Zvino mazuva okuchema akati apera, Dhavhidhi akamuuyisa kumba kwake, akava mukadzi wake, uye akamuberekera mwanakomana. Asi chinhu ichi chakaitwa naDhavhidhi hachina kufadza Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 11

Maonero 2 Samueri 11:27 akapoteredza