2 Samueri 12:1 BDMCS

1 Jehovha akatuma Natani kuna Dhavhidhi. Paakasvika kwaari, akataura akati, “Pakanga pana varume vaviri mune rimwe guta, mumwe akanga akapfuma mumwe ari murombo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:1 akapoteredza