2 Samueri 11:3 BDMCS

3 uye Dhavhidhi akatuma munhu kundobvunza nezvomukadzi uyu. Murume akatumwa akati, “Ko, uyu haasi Bhatishebha here mwanasikana waEriamu mukadzi waUria muHiti?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 11

Maonero 2 Samueri 11:3 akapoteredza