2 Samueri 11:4 BDMCS

4 Ipapo Dhavhidhi akatuma nhume kundomutora. Akauya kwaari, iye akarara naye; nokuti akanga azvinatsa pakusachena kwake. Ipapo akadzokera kumba kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 11

Maonero 2 Samueri 11:4 akapoteredza