6 Saka Dhavhidhi akatuma shoko kuna Joabhu akati, “Nditumire Uria muHiti.” Saka Joabhu akamutumira kuna Dhavhidhi.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 11
Maonero 2 Samueri 11:6 akapoteredza