2 Samueri 11:7 BDMCS

7 Uria akati asvika kwaari, Dhavhidhi akamubvunza kuti Joabhu aiva akadini hake, zvose navarwi uye kuti hondo yaifamba sei.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 11

Maonero 2 Samueri 11:7 akapoteredza