2 Samueri 12:11 BDMCS

11 “Zvanzi naJehovha, ‘Kubva mumba mako chaimo ndichauyisa njodzi pamusoro pako. Ndichatora vakadzi vako iwe wakatarira ndigovapa kuno mumwe ari pedyo newe, uye acharara navo masikati machena.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:11 akapoteredza