2 Samueri 12:10 BDMCS

10 Naizvozvo, munondo hauchazobvi mumba mako, nokuti wakandizvidza uye ukatora mukadzi waUria muHiti kuti ave wako.’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:10 akapoteredza