2 Samueri 12:9 BDMCS

9 Ko, wakazvidzirei shoko raJehovha nokuita zvisakarurama pamberi pake? Wakauraya Uria muHiti nomunondo uye ukatora mukadzi wake ukamuita wako. Wakamuuraya nomunondo wavaAmoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:9 akapoteredza