2 Samueri 12:8 BDMCS

8 Ndakapa kwauri imba yatenzi wako, uye vakadzi vatenzi wako ndakavaisa mumaoko ako. Ndakakupa imba yaIsraeri neyaJudha. Uye dai zvose izvi zvakava zvishoma, ndaidai ndakakupa zvimwezve.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:8 akapoteredza