2 Samueri 12:15 BDMCS

15 Mushure mokunge Natani adzokera kumba, Jehovha akarova mwana akaberekerwa Dhavhidhi nomukadzi waUria, akabva arwara.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:15 akapoteredza