2 Samueri 12:16 BDMCS

16 Dhavhidhi akanyengeterera mwana kuna Mwari. Akatsanya uye akapinda mumba make akapedza usiku nousiku akarara pasi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:16 akapoteredza