2 Samueri 12:3 BDMCS

3 asi murombo akanga asina chinhu kusara kwegwayana rimwe chete raakanga atenga. Akarirera, rikakura naye navana vake. Raidya pamwe chete naye, richinwira pamukombe waayinwira, uye richirara pamaoko ake. Rakanga rakaita somwanasikana kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:3 akapoteredza