2 Samueri 12:4 BDMCS

4 “Zvino muenzi aipfuura hake akasvika kumupfumi uya, asi mupfumi uyu haana kuda kubata rimwe ramakwai ake kana mombe kuti agadzirire zvokudya mupfuuri uyu akanga asvika kwaari. Asi iye akatora gwayana romurombo akarigadzirira uya akanga asvika kwaari.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:4 akapoteredza