2 Samueri 13:10 BDMCS

10 Amunoni ndokubva ati kuna Tamari, “Uya nezvokudya muno mumba mangu mokurara ndidye zvichibva muruoko rwako.” Zvino Tamari akatora chingwa chaakanga abika akaenda nacho mumba yokurara yehanzvadzi yake Amunoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:10 akapoteredza