2 Samueri 13:9 BDMCS

9 Akatora pani ndokumupa chingwa, asi iye akaramba kudya. Amunoni akati, “Vanhu vose ngavabude muno.” Saka vanhu vose vakabuda.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:9 akapoteredza