2 Samueri 13:28 BDMCS

28 Abhusaromu akarayira vanhu vake akati, “Teererai! Kana Amunoni anwa waini zvokuti haachabviri nokufara uye ini ndikati kwamuri, ‘Urayai Amunoni,’ ibvai mamuuraya. Musatya. Handizini ndakurayirai here? Simbai mutsunge mwoyo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:28 akapoteredza