2 Samueri 13:29 BDMCS

29 Saka vanhu vaAbhusaromu vakaita kuna Amunoni sokurayirwa kwavakanga vaitwa naAbhusaromu. Ipapo vana vose vamambo vakasimuka, vakatasva manyurusi avo vakatiza.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:29 akapoteredza