36 Akati achipedza kutaura, vanakomana vamambo vakabva vapinda, vachiungudza zvikuru. Zvino mambo pamwe chete navaranda vake vakachema neshungu kwazvo.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13
Maonero 2 Samueri 13:36 akapoteredza