2 Samueri 13:37 BDMCS

37 Abhusaromu akatiza akaenda kuna Tarimai mwanakomana waAmihudhi, mambo weGeshuri. Asi mambo Dhavhidhi akachema pamusoro pomwanakomana wake mazuva ose.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:37 akapoteredza