2 Samueri 14:11 BDMCS

11 Iye akati, “Naizvozvo mambo ngaataure naIshe Mwari wake kuti mutsivi weropa arege kuramba achiparadza, kuti mwanakomana wangu arege kuparadzwa.” Mambo akati, “NaJehovha mupenyu, hapana ruvhudzi rumwe rwomwanakomana wako ruchawira pasi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:11 akapoteredza