2 Samueri 14:10 BDMCS

10 Mambo akapindura akati, “Kana munhu akataura chinhu kwauri, uya naye kwandiri, haangozokunetsizve.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:10 akapoteredza