2 Samueri 14:9 BDMCS

9 Asi mukadzi weTekoa akati kwaari, “Ishe wangu mambo, mhosva ngaive kwandiri nokuimba yababa vangu, uye mambo nechigaro chake choushe ngazvirege kuva nemhosva.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:9 akapoteredza