2 Samueri 14:24 BDMCS

24 Asi mambo akati, “Anofanira kuenda kuimba yake; haafaniri kuona chiso changu.” Saka Abhusaromu akaenda kumba kwake akasaona chiso chamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:24 akapoteredza