2 Samueri 14:25 BDMCS

25 MuIsraeri mose makanga musina murume airumbidzwa navanhu nokuda kworunako rwake saAbhusaromu. Kubva kumusoro wake kusvikira kutsoka dzake pakanga pasina panonzi apa pakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:25 akapoteredza