2 Samueri 14:26 BDMCS

26 Pose paaigurira bvudzi rake, aigurira bvudzi rake nguva nenguva parainge rava kumuremera, airiyera, uye uremo hwaro hwaisvika mashekeri mazana maviria kana zvichierwa nechiereso chamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:26 akapoteredza