2 Samueri 14:27 BDMCS

27 Abhusaromu akaberekerwa vanakomana vatatu nomwanasikana mumwe chete. Zita romwanasikana rainzi Tamari, uye akanga ari mukadzi akanaka pachiso.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:27 akapoteredza