2 Samueri 14:6 BDMCS

6 Zvino ini muranda wenyu ndakanga ndina vanakomana vaviri. Vakarwa vari vaviri musango, uye hapana aivapo kuti avarandutsire. Mumwe akarova mumwe uye akamuuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:6 akapoteredza