2 Samueri 14:7 BDMCS

7 Zvino mhuri yose yamukira murandakadzi wenyu. Vari kuti, ‘Tipei uyo akauraya munun'una wake, kuti timuuraye nokuda kwoupenyu hwomunun'una wake, kuti timuuraye nokuda kwoupenyu hwomunun'una wake waakauraya; kunyange tichizobvisa mudyi wenhaka zvakare.’ Saka vachadzima zimbe rangu rimwe ranga rasara, vakasasiyira murume wangu zita kana rudzi panyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:7 akapoteredza