2 Samueri 17:11 BDMCS

11 “Saka zano rangu nderiri: VaIsraeri vose, kubva kuDhani kusvikira kuBheerishebha, vakawanda sejecha rokumhenderekedzo dzegungwa, ngavaungane kwamuri, iyemi pachenyu muchivatungamirira kundorwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 17

Maonero 2 Samueri 17:11 akapoteredza