2 Samueri 17:10 BDMCS

10 Ipapo kunyange murwi akashinga kwazvo, ane mwoyo wakaita soweshumba, achati rukutu nokutya, nokuti vaIsraeri vose vanoziva kuti baba venyu murwi uye kuti vose vavanavo vakashinga.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 17

Maonero 2 Samueri 17:10 akapoteredza