2 Samueri 17:9 BDMCS

9 Kunyange izvozvi vakavanda mubako kana pane imwe nzvimbo. Kana vakatanga kurwa navarwi venyu, ani naani anonzwa nezvazvo achati, ‘Pakati pavarwi vanotevera Abhusaromu paurayiwa vanhu.’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 17

Maonero 2 Samueri 17:9 akapoteredza