8 Munoziva baba venyu navanhu vavo; varwi, uye vanotyisa kunge bere rabvutirwa vana varo. Pamusoro pezvo, baba venyu murwi ano ruzivo; havangavati namauto usiku.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 17
Maonero 2 Samueri 17:8 akapoteredza